« josmas »

ndiwe

ndiwe ndiwwe

ndinewe

Verse 1 Ndinonzwa kufara Ndinomzwa kutambanuka Ndinonzwa kudada newe Ropa kumhanya-mhanya Oh ndinewe,ndinewe Repeat verse CHORUS Oh ndinewe,ndinewe[ndinewe,ndinewe] Ndinewe baby,ndinewe baby Oh ndinewe,ndinewe Oh ndinewe,ndinewe[ndinewe,ndinewe] Ndinewe baby,ndinewe baby Oh ndinewe,ndinewe Verse 2 Kubva zuva richibuda,kusvika iro richinyura, Ndinoda ripere ndinewe Oh ndinewe,ndinewe Tiri tega tiri panze,takatarisa mudenga Nyeredzi manheru,dzakawanda dzichipenya Oh ndinewe,ndinewe Chorus Hona iwewe [...]

chiuya

Intro JOSMAS Oh-h-h-h ohuoh-h eyah Chorus Chiuya ndipe rudo Rwako ndinorufarira Choswedera pedyo Ndakatokupfavira Chiuya ndipe rudo Rwako ndinorufarira Choswedera pedyo Ndakatokupfavira Verse1 Vakomana ndafunga ali Rudo rwake moto rusina kana ani Zvanondiitira zvondinetsa kaini Dai ndisirini aizviitira ani Ini ndinomuda kupfuura ka mari Rudo rwake harutengwe nemari Ndapfugama ndanamata kwamuri Mwari Rudo rwake rusafe [...]

dai ndinewe

Intro Sha unoketa baby sha heh, Ndendichingo tosa, Ndichitena pabed, Ndichingokufunga,unongozviketa[JOSMAS] CHORUS Dai ndinewe mudiwa Tiri tese Nguva ichifamba Verse1 Ndiri kukufunga mskana Urimo muhana Zvese zvandiri kuita baby nguva iri kufamba Ndoshuwira kuti dai wagara pano pamba Toswera tiri tese baby nguva ichifamba Asi ndiri kuona zvichinetsa Ndiri kuona zvichikona Pese pandosimuka ndinodonha Hakusi [...]

josmas1

Intro Eh,kana wakagara pasi,simuka tione, Ahh,ah,ahh,ah Mini-chorus Kana uchindifarira Kana uchindifarira Simuka udaidzire kuti josmas Kana uchindivenga, Kana uchindivenga, Simuka udaidzire kuti josmas Verse 1 Ndini ndinonzi josmas,ndiri pano ndiri ndega Vamwe venyu vari pano varikutoti ndirikupenga Anoziva chokwadi ndini chete naNyadenga Kuti zvandiri kutaura ndicho chikwadi chega Handimboswere kuhwanda ndotaura zviri pachena Abaiwa ngaabude [...]